[Hook: Simba Tagz]
Hanzi hona tsaga
Apo ndiri bho tsano
Tommy samusaga uyo
Apo ndiri bho tsano
Ari kuzviita mugai, iye asina kana ndai, maone
Apo ndiri bho tsano
Hanzi hona tsaga
Apo ndiri bho tsano
Tommy samusaga uyo
Apo ndiri bho tsano
Ari kuzviita mugai, iye asina kana ndai, maone
Apo ndiri bho tsano
[Verse 1: Tehn Diamond]
Hey
I came to [?] since you have been grinding, hapana hapana
I heard that you snoring in the morning expecting to go in, mañana mañana
But tomorrow isn't guaranteed (e-e-except for the sun)
So you're better off learning how to shine right now like mudhara wangu told his son
Now, swagga riri tii, bag riri tii too
I'm from 263, pleasure to be meeting you
T-t-t-tisu ngoda dzacho, so easy to say
Think about the reason maybe then come visit, it's so easy to stay
(Icho)
Kudhara taigara padanga, sekuru vaitanga kutaura mashoko elife
Vaiti shanda nesimba, the world will applaud and all will be sunny and bright
Vaiti shanda nenyasha, the world will adore you ‘long as you walk in the light
[?] and blessings for Tehn, [?] and blessings for Tehn
[?]
Ha, Mwari chimbodzokai vanhu venyu vazotanga futi
They don't wanna see him be the modern day fella Kuti mixed with a lil bit of Hov
And some bit of steel, mabasa
I'm just tryna keep the cash coming in faster, faster (faster, faster)
I'm just tryna keep the cash coming in faster, faster (faster, faster)
(Faster, faster)
[Hook: Simba Tagz]
Hanzi hona bharanzi
Apo ndiri bho tsano
Hanzi akasara uyo
Apo ndiri bho tsano
Ari kuzviita number one, iye asina kana plan, maone
Apo ndiri bho tsano
Hanzi hona bharanzi
Apo ndiri bho tsano
Hanzi akasara uyo
Apo ndiri bho tsano
Ari kuzviita number one, iye asina kana plan, maone
Apo ndiri bho tsano
[Verse 2: GZE]
Aha, GZE
Church yemahustla (aha), madhiri money muscler (nice)
Macrossborder, makorokoza, machange money, marunners
I'm so luscious lion, ndine hustle neflow
She cook me something, my b**bie thugging, tiri kuvaka empire
All I do is push, grind racho rinenge labour
Skiri yacho inenge [?], tobvuta dollar tobva tarhosva
Team jecha, dream catcher, hapana kusketcha, we ‘bout to snatch her
Like giri ndai dzangu, ndati giri ndai dzangu
Chakesari kuna kesari, haikona kusizer guys dzangu
Ukada kundibvutira lumo then utori mhandu yangu
Handina chipande nematsaga aya dzosai chingwa changu
Game of Thrones pama microphones, ndini chipoko chaKarl Drogo
[?]I rap for French kisses nemaKhaleesis
Mwari chimbodzokai vanhu venyu vazotanga futi
They don't wanna see him be the Zim version of Frank Luci
That's right, that John Bhuru, that Mose Banda, that Diva Gaza
I'm just tryna keep the cash coming in faster, faster (faster, faster)
I'm just tryna keep the cash coming in faster, faster (faster, faster)
(Faster, faster)
Apo ndiri bho tsano