[Hook: Simba Tagz] Hanzi hona tsaga Apo ndiri bho tsano Tommy samusaga uyo Apo ndiri bho tsano Ari kuzviita mugai, iye asina kana ndai, maone Apo ndiri bho tsano Hanzi hona tsaga Apo ndiri bho tsano Tommy samusaga uyo Apo ndiri bho tsano Ari kuzviita mugai, iye asina kana ndai, maone Apo ndiri bho tsano [Verse 1: Tehn Diamond] Hey I came to [?] since you have been grinding, hapana hapana I heard that you snoring in the morning expecting to go in, mañana mañana But tomorrow isn't guaranteed (e-e-except for the sun) So you're better off learning how to shine right now like mudhara wangu told his son Now, swagga riri tii, bag riri tii too I'm from 263, pleasure to be meeting you T-t-t-tisu ngoda dzacho, so easy to say Think about the reason maybe then come visit, it's so easy to stay (Icho) Kudhara taigara padanga, sekuru vaitanga kutaura mashoko elife Vaiti shanda nesimba, the world will applaud and all will be sunny and bright Vaiti shanda nenyasha, the world will adore you ‘long as you walk in the light [?] and blessings for Tehn, [?] and blessings for Tehn [?] Ha, Mwari chimbodzokai vanhu venyu vazotanga futi They don't wanna see him be the modern day fella Kuti mixed with a lil bit of Hov And some bit of steel, mabasa I'm just tryna keep the cash coming in faster, faster (faster, faster) I'm just tryna keep the cash coming in faster, faster (faster, faster) (Faster, faster) [Hook: Simba Tagz] Hanzi hona bharanzi Apo ndiri bho tsano Hanzi akasara uyo Apo ndiri bho tsano Ari kuzviita number one, iye asina kana plan, maone Apo ndiri bho tsano Hanzi hona bharanzi Apo ndiri bho tsano Hanzi akasara uyo Apo ndiri bho tsano Ari kuzviita number one, iye asina kana plan, maone Apo ndiri bho tsano [Verse 2: GZE] Aha, GZE Church yemahustla (aha), madhiri money muscler (nice) Macrossborder, makorokoza, machange money, marunners I'm so luscious lion, ndine hustle neflow She cook me something, my b**bie thugging, tiri kuvaka empire All I do is push, grind racho rinenge labour Skiri yacho inenge [?], tobvuta dollar tobva tarhosva Team jecha, dream catcher, hapana kusketcha, we ‘bout to snatch her Like giri ndai dzangu, ndati giri ndai dzangu Chakesari kuna kesari, haikona kusizer guys dzangu Ukada kundibvutira lumo then utori mhandu yangu Handina chipande nematsaga aya dzosai chingwa changu Game of Thrones pama microphones, ndini chipoko chaKarl Drogo [?]I rap for French kisses nemaKhaleesis Mwari chimbodzokai vanhu venyu vazotanga futi They don't wanna see him be the Zim version of Frank Luci That's right, that John Bhuru, that Mose Banda, that Diva Gaza I'm just tryna keep the cash coming in faster, faster (faster, faster) I'm just tryna keep the cash coming in faster, faster (faster, faster) (Faster, faster) Apo ndiri bho tsano