Muzzy D Pilot - Musandirega lyrics

Published

0 134 0

Muzzy D Pilot - Musandirega lyrics

Intro iiichiii Ooooh woah Yoh Selector Maly Ooo wooah ooh Richboy Ooooh woah Stivoe,huh Verse 1 _saka everyday ndinopfugama _handiti life iyi izama _pese pandotadza munoti zama _hamumbondisiye,hamumbondidhama _asi kana ndikapfuma _itai ndifare ndoziva pekuguma _handi panyika ndimi makandituma _kwete kuti vehukama ndongosema (ndururu) Chorus Aaaargh,aaaargh whooa _musandirega ndichizviita mupfumi Aaaargh whooa _ndikangodaro kana muLife handikundi Aaaargh whooa _musandirega ndichizviita mupfumi Aaaargh whooa _kudada ndinoda,asi kuhama hazvibudi Verse 2 _kana musoro ndikapema _hazvirevi vaya vaya vasina ndakutovasema _handingasiye hama dzichichema _tozosangana parufu patinenge takuchema _zvirinani uratidze rudo _nekuti mangwana hauzive waunoti ndipo _kuCreator maSheds kunge bhimbo _newe paunochema ziva vanenge varipo Chorus Aaaargh,aaaargh whooa _musandirega ndichizviita mupfumi Aaaargh whooa _ndikangodaro kana muLife handikundi Aaaargh whooa _musandirega ndichizviita mupfumi Aaaargh whooa _kudada ndinoda,asi kuhama hazvibudi Back to Verse 1 _ndinopfugama _handiti life iyi izama _pese pandotadza munoti zama _hamumbondisiye,hamumbondidhama _asi kana ndikapfuma _itai ndifare ndoziya pekuguma _handi panyika ndimi makandituma _kwete kuti vehukama ndongosema (ndururu) Chorus Aaaargh,aaaargh whooa _musandirega ndichizviita mupfumi Aaaargh whooa _ndikangodaro kana muLife handikundi Aaaargh whooa _musandirega ndichizviita mupfumi Aaaargh whooa _kudada ndinoda,asi kuhama hazvibudi Outro _musandirega ndichizviita mupfumi Amana kA! _ndikangodaro kana muLife handikundi _muLy ly Life hazvibudi _kuhama hazvibudi

You need to sign in for commenting.
No comments yet.