[Produced by Urboi Jocka]
[Verse 1: Steve YP]
Nda typer "LOL" but I'm really serious
I can be a warrior for you like Khama Billiat
'Cos wakapenga uri one in a billion
I ain't tryna flatter you girl handisi kukusimbisa
Wakagarira chipo, zvaunazvo izvi ndipowo
You know I'm bad kunge Sauro but for you I can be Paul
Unoziva I tried to call, but I guess you never picked up
Ughh haizi pressure though I'm really glad to see ya
Munhu wese was created but iwewe wakasikwa
You must be cough syrup 'cos I think ndaku sticka
Unodhingura chikero, you ain't cheap kunge bhero
Is this love? Is this lust?
I don't know but all i know is...
[Bridge: Lloyd Soul]
You the type of girl I've been looking for
You the type of girl I was waiting for
But I don't know whats wrong with me
Ohh girl, 'cos...
[Hook: Lloyd Soul]
Ndashaya kuti ndokuudza sei
Ndashaya kuti ndozvitaura sei
Ndashaya kuti ndokuudza sei
Baby mwoyo wangu waperera pauri iwe ohh
Baby mwoyo wangu waperera pauri iwe ohh, now you know girl
Ndashaya kuti ndokuudza sei, ndashaya kuti ndokuudza sei
Mwoyo wangu baby waperera pauri iwe, pauri iwe ehh
Ndashaya kuti ndokuudza sei, ndashaya kuti ndokuudza sei
Baby mwoyo wangu waperera pauri iwe, pauri iwe ehh
[Verse 2: Steve YP]
You too fine, you too cool ughh "ndafunga dande"
If I ain't got you girl my calender stuck on Monday
But ughh unondirwadza you too materialistic
Pandinokuudza how I feel you tell me to be realistic
Zvanzi kana usingafambe nemota it's better utofambe-fambe
Pano unosasa nemari kwete zvako zvema chant chant
Vanokuda kunge mari but ndichaku treata kunge mari
'Cos zvi'kumashure zviri kumberi like maplates emotikari
Ndozviziva you amazing and to you I might be nothin'
But I think tine combination, Messi na Suarez
Zvandokuita soo yeah ndokusiya wa retarded
Is this love? Is this lust?
I don't know but all i know is...
[Bridge]
[Hook]