PRE VERSE variko vakaenda vakatungamira vakaenda vasina kuita zvavai shuwira nhasi uno nguva yavo ndova rangarira adi youngst adi baddest grenade CHORUS saka imi life ivhiri ikwirwe dzike karwauya rufu harukundike vaichengeta nherera ana mathew rusike kana yakwana nguva hayikundike saka imi life ivhiri ikwirwe dzike kana rwauya rufu harukundike vaichengeta nherera ana mathew rusike kana yakwana nguva hayikundike VERSE 1 ndozvinoita hupenyu pamwe unoshaya shuga unowana munyu varikuda mari zhinji vakubata nyoka mhenyu vachisimbisana kuti varikuita zvisvinhu vachisimbisana, payicha kwana ka nguva zvichavaomera vacha bvunzwa mubvunzo vachatadza kumupindura
vachange vakugaya chavaka tadzira dayi tine nguva takato shumira CHORUS saka imi life ivhiri ikwirwe dzike karwauya rufu harukundike vaichengeta nherera ana mathew rusike kana yakwana nguva hayikundike saka imi life ivhiri ikwirwe dzike karwauya rufu harukundike vaichengeta nherera ana mathew rusike kana yakwana nguva hayikundike VERSE 2 Waiva dhokuta ka asi akaenda waiva makanika asi wakaenda zuro ndizuro shamwari yangu tatenda mhuri yese taperera kumarinda hupenyu inhange mutange pamunotora vana venyu itai ndisatange mwari regerai vegodo vavenge rufu munzira handiringe